
Mukwasha by Jah Prayzah Mp3 Download
Get this song by Jah Prayzah titled Mukwasha. Mukudzeyi Mukombe, better known as Jah Prayzah, is a Zimbabwean contemporary musician and lead member of the band Third Generation. The song will make your playlist if love good music.
Use the link below to stream and download Mukwasha by Jah Prayzah.
Lyrics of Mukwasha by Jah Prayzah
Kumura nguwane
Pfugama nebvi rimwechete wotorova gusvu mukwasha Denga riye rakatinhira Tirikuda mbeu neanorima Wotoona yekutamba mukwashaAah wondimutsa nemutupo
Gara wangoziva kuti ndozviripo Kana zvakunetsa mwana wangu dzora mukwasha Uchatenga mombe, uchabaya uchavhiya Uchapura nyemba uchadzura nzungu dziya Ende baba vati vanoda madhorofiya Wotomhanya musango mukwashaPane andibira pombi yemvura
Kana zondo rangu randanga ndabvura Vanhu vese vati bvunzai mukwasha Pakati pevanhu vese varipo Ndiyani watigarira kumhepo Zvakungonzi bvunzai mukwashaNdirikunzwa kuda kurova munhu
Ndirikunzwa kuda kubata munhu Rega ndimbokurova mkwasha Zvandapfura neuta Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wangu Uchi usina mazanaZvandapfura neuta
Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wani Uchi usina mazanaSheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana
Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema Sheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalemaMukwasha jongwe iro
Muchamhanya naro kusvikira maribata Madzimbuya voda saga remagaka Changamire vati vanoda hari mukwasha Zino rakawora muchando rinobanda Handina mari yekudzurisa kani mukwasha Rakatemwa nyora kare neimwe n’anga Vatezvara vako nharo vanodzikakaTungamira mombe tirime mukwasha Asambeni famba nendima
(Asambeni famba nendima) Tsemura danda uratidze hukwasha Asambeni famba nendima (Asambeni famba nendima) Tibatire foro tirime mukwasha Asambeni famba nendima (Asambeni famba nendima) Kutakura danda ndokuti mukwasha Asambeni famba nendima (Asambeni famba nendima)Zvandapfura nekuta
Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wani Uchi husina mazana Zvandapfura nekuta Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wani Uchi husina mazanaSheri yacho Sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana
Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema Sheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwana Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalemaPamoyo pamoyo ndipo paugere
Munzira yerudo tichafamba nemo nemo Zororo remoyo wangu ndiwe unogaramo Madzoro erudo anotumwa munhu hereAkatema muonde akadena
(Akatema muonde akadena) Zvakanaka chiombe zvakanaka (Zvakanaka chiombe zvakanaka) Akatema muonde akadena (Akatema muonde akadena) Zvakanaka chiombe zvakanaka (Zvakanaka chiombe zvakanaka)
Leave a Reply