
Mwana WaMambo by Jah Prayzah Mp3 Download
Get this song by Jah Prayzah titled Mwana WaMambo. Mukudzeyi Mukombe, better known as Jah Prayzah, is a Zimbabwean contemporary musician and lead member of the band Third Generation. The song will make your playlist if love good music.
Use the link below to stream and download Mwana WaMambo by Jah Prayzah.
Lyrics of Mwana WaMambo by Jah Prayzah
Mwana waMambo akachengetwa nehondo
Anenge ruva riri pasanzu rinobaya Kana womupfimba, wopfimba wakaringe nzira Nekuti hondo inouya uripoWakanotora wega mbeu yehuMambo
Vachazokubvunza zuva remuripo Kana womupfimba, wopfimba wakaringe nzira Nekuti hondo inouya uripoEnde haudzirote dzinorota vamwe haudzirote
Uchatokungurutsa dombo reGoridhe Ukadzamba dzamba (zvaoma) Ukandandama (zvaoma) Ukatsenga mukanwa (zvaoma) Iwe vanokanda miseve (zvaoma)Ende hauridye rinopisa hauridye
Uchatokungurutsa dombo reGoridhe Ukadzamba dzamba (zvaoma) Ukandandama (zvaoma) Ukatsenga mukanwa (zvaoma) Iwe vanokanda miseve (zvaoma)Washinga kudongorera mwana waMambo
Woshuva kusanganiswa nehumambo Hmm wadenha mangwiro, wadenha hombiro Haikona kuzemberana nemwana waMamboWashinga kudongorera mwana waMambo (njeere kunje)
Woshuva kusanganiswa nehumambo (njere kunje) Wadenha mangwiro, wadenha hombiro (njeere kunje) Haikona kuzemberana nemwana waMambo (njeere kunje)Wakanzi mwanasikana usabude mudendere
Muzunde raMambo mungamuke tsekwende Mambo kwindima, mwanasikana kwindima Haa kwindima, muromo mumhuno kwindimaWakanzi mwanasikana usabude mudendere
Muzunde raMambo mungamuke tsekwende Mambo kwindima, mwanasikana kwindima Haa kwindima, muromo mumhuno kwindimaNyemwerera mwana mutema
Tione saka nemeno machena aya Chinguri ndakabviro kanda shoko rerudo (aah, aah) rerudo (aah, aah) Hoo, nyemwerera mwana mutema Tione saka nemeno machena Chinguri ndakabviro kanda shoko rerudo (aah, aah) rerudo (aah, aah)Ndini uyo, inzwai mukoma ndini uyo
Chengeta muhana usareve nemuromo Ndafunga kufamba mudima, musina anoronda Ndafunga kupotera pamuzinda waMamboHa, ndini uyo, inzwai mukoma ndini uyo
Chengeta muhana usareve remuromo Ndafunga kufamba mudima musina anoronda Ndafunga kupotera pamuzinda waMamboEnde haudzirote dzinorota vamwe, haudzirote
Uchatokungurutsa dombo reGoridhe Ukadzamba dzamba (zvaoma) Ukandandama (zvaoma) Ukatsenga mukanwa (zvaoma) Iwe vanokanda miseve (zvaoma)Ende hauridye rinopisa, hauridye
Uchatokungurutsa dombo reGoridhe Ukadzamba dzamba (zvaoma) Ukandandama (zvaoma) Ukatsenga mukanwa (zvaoma) Iwe vanokanda miseve (zvaoma)Ndapfidza, ndakadarika mwero ndapfidza (tiri muchirangano)
Ndabvunza (chirangano) Kuna Mwari akasika (tiri muchirangano) Takabvumirana (chirangano) Tichagara kwemakore zana (tiri muchirangano) Vakabatikana (chirangano) Changamire vakabatikana (tiri muchirangano)Ndapfidza, ndakadarika mwero ndapfidza (tiri muchirangano)
Ndabvunza (chirangano) Kuna Mwari akasika (tiri muchirangano) Takabvumirana (chirangano) Tichagara kwemakore zana (tiri muchirangano) Vakabatikana (chirangano) Changamire vakabatikana (tiri muchirangano)Haa ndapfidza, ndakadarika mwero ndapfidza (tiri muchirangano)
Ndabvunza (chirangano) Kuna Mwari akasika (tiri muchirangano) Takabvumirana (chirangano) Tichagara kwemakore zana (tiri muchirangano) Vakabatikana (chirangano) Changamire vakabatikana (tiri muchirangano)Ndapfidza, ndakadarika mwero ndapfidza (tiri muchirangano)
Ndabvunza (chirangano) Kuna Mwari akasika (tiri muchirangano) Takabvumirana (chirangano) Tichagara kwemakore zana (tiri muchirangano) Vakabatikana (chirangano) Changamire vakabatikana (tiri muchirangano)
Leave a Reply