
Munyaradzi by Jah Prayzah Mp3 Download
Get this song by Jah Prayzah titled Munyaradzi. Mukudzeyi Mukombe, better known as Jah Prayzah, is a Zimbabwean contemporary musician and lead member of the band Third Generation. The song will make your playlist if love good music.
Use the link below to stream and download Munyaradzi by Jah Prayzah.
Lyrics of Munyaradzi by Jah Prayzah
Hee chiriyo dzamara tasangana
Wandigumbura, wandigumbura Wandigumbura, wandigumbura Ndizvozvo dzamara tasangana Wandigum-, wandigumbura Wandigum-, wandigumburaIpapo pandaigara
Ipapo dhiya ndipo pawaigarawo Ipapo pataivata Dzimwe nguva tairumwa nemarize Zviri mberi Taingobvunza Mwari Mutemberi Kumberi kunei?Kunyangwe mvura yekutambudzika
Payaidzika nematama ndaivepo Kuva munyaradzi Ndini ndaive munyaradzi Kuva munyaradzi Ndini ndaive munyaradziAkazondisiya ndirimo munhamo ndega
Tokonyana, tanga tatokonyana Ko seiko Mwendamberi mayaura mega? Takonana, tanga tatokonana Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo Takanyana, tanga tatokanyanaHomwe yakazosara yozara nemazana
Tapokana, tanga tatopokana Asi watokanganwa kamhepo kaitirova muchando? Gumbeze rimwe chete rawaiziva ndini wako Wakambotsva maoko nekapoto kasina mubato Mbuya yakakurapa takaiwana tafamba chinhamboInga watovaraidzwa nemaruva semavara eshato
Dai ndaive nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato Vaizongotiona tapota nesango Dai ndaiva nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato Vaizongotiona tapota nesango Paizouya mhepo ndini ndaive bakoKunyangwe mvura yekutambudzika
Payaidzika nematama ndaivepo Kuva munyaradzi Ndini ndaive munyaradzi Kuva munyaradzi Ndini ndaive MunyaradziAkazondisiya ndirimo munhamo ndega
Tokonyana, tanga tatokonyana Ko seiko Mwendamberi mayaura mega? Takonana, tanga tatokonana Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo Takanyana, tanga tatokanyana Homwe yakazosara yozara nemazana Tapokana, tanga tatopokanaHaiwa hurombo mukoma, ndainge ndakashoreka
Asi muhana tainge tavaka hukama Ndoyedza kuvata wanike kwayedza Varume, koo inga kwachena? Asi handina chiedzaZvese zviye, zvese zviye
Kwaingova kutungana kwembudzi varume Anouya kuhope ndirere Hope dzacho ndedzerume rudzi varume Zvese zviye, zvese zviye (here zvaguma) Kwaingova kutungana kwembudzi varume (here zvapera) Anouya kuhope ndirere (zvaguma) Hope dzacho ndedzerume rudzi varume (here zvapera)
Leave a Reply