Jah Prayzah – Mukwasha

           DOWNLOAD SONG

Mukwasha by Jah Prayzah Mp3 Download

Get this song by Jah Prayzah titled Mukwasha. Mukudzeyi Mukombe, better known as Jah Prayzah, is a Zimbabwean contemporary musician and lead member of the band Third Generation. The song will make your playlist if love good music.

Use the link below to stream and download Mukwasha by Jah Prayzah.

Lyrics of Mukwasha by Jah Prayzah

Kumura nguwanePfugama nebvi rimwechete wotorova gusvu mukwashaDenga riye rakatinhiraTirikuda mbeu neanorimaWotoona yekutamba mukwasha
Aah wondimutsa nemutupoGara wangoziva kuti ndozviripoKana zvakunetsa mwana wangu dzora mukwashaUchatenga mombe, uchabaya uchavhiyaUchapura nyemba uchadzura nzungu dziyaEnde baba vati vanoda madhorofiyaWotomhanya musango mukwasha
Pane andibira pombi yemvuraKana zondo rangu randanga ndabvuraVanhu vese vati bvunzai mukwashaPakati pevanhu vese varipoNdiyani watigarira kumhepoZvakungonzi bvunzai mukwasha
Ndirikunzwa kuda kurova munhuNdirikunzwa kuda kubata munhuRega ndimbokurova mkwashaZvandapfura neutaInga ndakubatirai gwayaNdikamora mukoko wanguUchi usina mazana
Zvandapfura neutaInga ndakubatirai gwayaNdikamora mukoko waniUchi usina mazana
Sheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwanaNyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalemaSheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwanaNyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
Mukwasha jongwe iroMuchamhanya naro kusvikira maribataMadzimbuya voda saga remagakaChangamire vati vanoda hari mukwashaZino rakawora muchando rinobandaHandina mari yekudzurisa kani mukwashaRakatemwa nyora kare neimwe n’angaVatezvara vako nharo vanodzikaka
Tungamira mombe tirime mukwasha Asambeni famba nendima(Asambeni famba nendima)Tsemura danda uratidze hukwashaAsambeni famba nendima(Asambeni famba nendima)Tibatire foro tirime mukwashaAsambeni famba nendima(Asambeni famba nendima)Kutakura danda ndokuti mukwashaAsambeni famba nendima (Asambeni famba nendima)
Zvandapfura nekutaInga ndakubatirai gwayaNdikamora mukoko waniUchi husina mazanaZvandapfura nekutaInga ndakubatirai gwayaNdikamora mukoko waniUchi husina mazana
Sheri yacho Sheri ooh yamakandipa imhenya yemwanaNyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalemaSheri yacho sheri ooh yamakandipa imhenya yemwanaNyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
Pamoyo pamoyo ndipo paugereMunzira yerudo tichafamba nemo nemoZororo remoyo wangu ndiwe unogaramoMadzoro erudo anotumwa munhu here
Akatema muonde akadena(Akatema muonde akadena)Zvakanaka chiombe zvakanaka (Zvakanaka chiombe zvakanaka)Akatema muonde akadena(Akatema muonde akadena)Zvakanaka chiombe zvakanaka (Zvakanaka chiombe zvakanaka)
 

Download Mp3 Here

Be the first to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published.


*