
Boi Boi by Jah Prayzah Mp3 Download
Get this song by Jah Prayzah titled Boi Boi. Mukudzeyi Mukombe, better known as Jah Prayzah, is a Zimbabwean contemporary musician and lead member of the band Third Generation. The song will make your playlist if love good music.
Use the link below to stream and download Boi Boi by Jah Prayzah.
Lyrics of Boi Boi by Jah Prayzah
Wa-gwi-zi
Kabhaskoro kandikanyira
Kakadambuka career Ndakatumira nhume zvikaramba Yakawira mustime Ndokufumira kufamba kuchinaya ndikarasika pamharadzano Ndoti Boi boi wooo Maziso kuti boiNdakagara ndichikuda ndichinyara
Ndakagara ndichikuda Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikudaKana ndouya ikoko
Vesa kamoto Ndikaona kamwenje murima Ini ndoziva pauri chaipo Ndini uyo pote nedondo Kuteera pakada moyo Ndisunungure ndiwane zororo Wondipawo manyemwe Embongoro Ndisunungure ndiwane zororo Wondipawo manyemwe EmbongoroNdini ndaikudongorera
Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ini ndifambe ndifambe ndomira Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Huh rudo ndimonerere Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ukabvuma ndichakurera Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikudaNdafamba rwendo chimhandara
Iwe kure kwandinobva Ndaizeza kutaura pada moyo Shoko racho ndoridudza Asi taisangana muchimana Dai ndakujaira Asi dai taizivana kubvira kare Dai ndakujaira Ndibatire shangu Nditakanure bhachi rangu Ndafunga kuti ndivhumbunure Zviri muhanaNdini ndaikudongorera
Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ini ndifambe ndifambe ndomira Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Huh rudo ndimonerere Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikuda Ukabvuma ndichakurera Ndakagara ndichikuda ndichinyara Ndakagara ndichikudaRamba uchidira some more
Some more Some more Some more Ramba uchidira some more Alright Ramba uchidira some moreNdiani vakakodzera kugara padare remajita
Tinashe Nash Mutarisi Washington Ushamba MacDonald Murombe Silent Killer pajoza Clever ChazireniSome more
Stot-ie!
Leave a Reply